Siki!

Siki!

Enzo Ishall

Альбом: Siki!
Длительность: 3:05
Год: 2021
Скачать MP3

Текст песни

KaPaper, kana muchiida
Oy
Brrr

Kashizha, kapaper aka kashizha
Kudzi kukonzera ruzha
Akachimezha (Oskid production)
Zvidiki diki, ndoda maseconds, handidi week
Ndadaro nekuti ndiri pa peak
Changu chirauro chabata shark
Pandati attack

Brrr, ndomaker sense
Ndodhura handitengwe nemacents
Ndopinda pacho panzi pari tense
Ndakazvipira magents
Kusvika vanditi chazunguza
Ndauya ndina chibhanguza
Parikupisa apa pari hot
Chindipa ndibhure shot ah!

Siki! Bhoo, oh no! Pfoo
Ah, munondiguta
Nhasi munondiguta, ehe
Siki! Bhoo, oh no! Pfoo
Ah, munondiguta
Nhasi munondiguta, pfoo

Ndaenda newin
Vakunditi ko zvakatanga rinhi
Iwewe hausi inini, inini nditori nhinhi

Ndomutsa mushini
Ndini ndotanga manihwa
Kupedza zvinotobhohwa kwete zvemakuhwa
Chandakadyara ndakohwa
Ndosaka nhasi charira chingoma charohwa

Chisunga dzisimbe, ndati tifambe, usazvirambe
Pandino jambisa vasingajambe
Pandino bhambisa zvisinga bhambe panorira pembe
Siki! Bho! Oh, no! Pfo
Munondiguta
Nhasi munondiguta, ehe
Siki! Bhoo! Pfoo
Ah, munondiguta
Nhasi munondiguta, mushe

Zvidiki hazvindishushe
Haisisiri nguva yehweshe, ndinaro ropa rehushe
Bvunza munashe
Yes, Finesse, no mercy
Zvanhasi zvitongori worse
Zvanhasi hazvina reverse
Tarisa face
Zvidiki diki, ndoda maseconds, handidi week
Ndadaro nekuti ndiri pa peak
Changu chirauro chabata shark, pandati attack

Brrr, ndomaker sense
Ndodhura handitengwe nema cents
Ndopinda pacho panzi pari tense, ndakazvipira magents
Kusvika vanditi chazunguza, ndauya ndina chibhanguza
Parikupisa apa pari hot, chindipa ndibhure shot

Hona, siki! Oh no! Pfoo
Ah, munondiguta
Nhasi munondiguta, ehe
Siki! Bhoo, oh no! Pfoo
Ah, munondiguta
Nhasi munondiguta, yah

Ndaenda newin
Vakunditi ko zvakatanga rinhi
Iwewe hausi inini, inini nditori nhinhi
Ndomutsa mushini
Ndini ndotanga manihwa
Kupedza zvinotobhohwa kwete zvemakuhwa
Chandakadyara ndakohwa
Ndosaka nhasi charira chingoma charohwa
Chisunga dzisimbe, ndati tifambe, usazvirambe
Pandino jambisa vasingajambe
Pandino bhambisa zvisinga bhambe panorira pembe

Siki! Bhoo, oh no! Pfoo
Ah, munondiguta
Nhasi munondiguta, ehe
Siki! Bhoo, oh no! Pfoo
Munondiguta
Nhasi munondiguta, Pfoo