Trophy
Freeman Hkd
2:55David and Goliath David and Goliath David and Goliath David and Goliath David and Goliath David and Goliath David and Goliath Ah-h ho-o Pakaipa panotyisa uchapapinda Nyangwe vachiku-disturber Ishe vachaku-defender Pinda Chapel saOlinda Mira ndikuchune son Mukana hauna basa kuti ndiani Kana vamwe vachizviita Wake up ina di morning Uti, "Mwari ndipeiwo zvandinoda" Vaka hupenyu kunge bhiridha Asi hazvitike overnight, listen to di song Saka kana Davida akagona kukundiswa Goliath Usakande mapfumo pasi Ziva kuti uri warrior (uri warrior) Machinda pamuno-feeler kunge makafoira Musakande mapfumo pasi Mese muri ma-warrior (muri ma-warrior) Ah-h ah-h ah-h Ah-h ah-h ah-h Ah-h ah-h ah-h Ah-h ah-h ah-h Ah-h ah-h ah-h Ah-h ah-h ah-h Ah-h ah-h ah-h Watch ndeyako, asi hausi muridzi we-time Zvinotora nguva kuti zvigove divine Ziva kuti haisi alarm inokumutsa na9 If you don't gerrit, forgerrit Saka kana Davida akagona kukundiswa Goliath Usakande mapfumo pasi Ziva kuti uri warrior (uri warrior) Machinda pamuno-feeler kunge makafoira Musakande mapfumo pasi Mese muri ma-warrior (muri ma-warrior) Zvakanaka ndisangozvionere pama-picture Ngava-zoome ndirini ndiri pa-picture Zvakunzi Jay-Z naSly va-feature Zviri zvemachokwadi kwete fiction Zviri impossible zvova possible Incapable zvova capable Zvavanoti, "You can't do it." zvova doable Ishe vanongokurwira nyangwe usipo Saka kana Davida akagona kukundiswa Goliath Usakande mapfumo pasi Ziva kuti uri warrior (uri warrior) Machinda pamuno-feeler kunge makafoira Musakande mapfumo pasi Mese muri ma-warrior Pakaipa panotyisa uchapapinda Nyangwe vachiku-disturber Ishe vachaku-defender Pinda Chapel saOlinda Mira ndikuchune son Mukana hauna basa kuti ndiani Kana vamwe vachizviita Wake up ina di morning Uti, "Mwari ndipeiwo zvandinoda" Vaka hupenyu kunge bhiridha Asi hazvitike overnight, listen to di song Saka kana Davida akagona kukundiswa Goliath Usakande mapfumo pasi Ziva kuti uri warrior (uri warrior) Machinda pamuno-feeler kunge makafoira Musakande mapfumo pasi Mese muri ma-warrior (muri ma-warrior) Ah-h ah-h ah-h Ah-h ah-h ah-h Ah-h ah-h ah-h Ah-h ah-h ah-h Ah-h ah-h ah-h Ah-h ah-h ah-h Ah-h ah-h ah-h Ah-h ah-h ah-h