Patichaita Mari
Freeman
3:39Nuff talk dem a talk but Dangerzone tiripo Yo, Sunshine Vari kuzviwestera yavo time Vaudzei Dangerzone side Doctor, pu, pu, pu Yoh Shotgun Usatibate Dangerzone Vari kutaura zvavasingazive pamusoro pangu Seiko musingatambe nemazita enyu muchida rangu? Ngatitambe tese zvakanaka, inga muri vamwe vangu Handina godo ini, handina wandinovenga Nemunhu handina daka saka warwadziwa nei? Une pamuromo kutsvaga zvese zvandinoita But kwauri zvisina basa uri kunyanyodei? Godo ini handina, wandinovenga Nemunhu handina daka saka warwadziwa nei? Ku-Dangerzone mazuvano vari kupi? Mazuvano vari kurarama nezvipi? Zvinei newe? Pane zvese zvandinoita wakandivhurira ziso Kuratidza kusazvida unondifinyamira chiso But wangu mira ndikuchune hona ndizvo zviripo Kuzvida kana kusazvida, zvangu ndezvechipo Chakanaka chakanaka mukaka haurungwe, no Vanogona zvavanoita vapei sando Big man vaizviziva pavakati, "Bho bho" Vanhu ava chingovatipper vamire izvozvo Makasara nestaira dzakudhara makuvara Vamwe tichiyenda kuchipatara munonanga kun'anga Dangerzone tine ma-colour imi muchine mavara Hamuna kungwara muri masi- Handina godo ini, handina wandinovenga Nemunhu handina daka saka warwadziwa nei? Une pamuromo kutsvaga zvese zvandinoita But kwauri zvisina basa uri kunyanyodei? Godo ini handina, wandinovenga Nemunhu handina daka saka warwadziwa nei? Ku-Dangerzone mazuvano vari kupi? Mazuvano vari kurarama nezvipi? Zvinei newe? Iwewe une life yako, inini ndine life yangu Ndine mararamiro angu saka siyana neni Zvokubata papi pacho? Zvandinoita unei nazvo? Saka ndisiye ndakadaro, chanetsa apa chii? Uri kuzvinetsa, zvelife yangu haufe wazvi-understander Dai uri mumwe watsvaga zvimwe zviri better 'Cause uchaneta nelevel randicha-setter Hey yoh Sunshine hold up, yoh Watung vaudze inon-starter Vari kutaura zvavasingazive pamusoro pangu Seiko musingatambe nemazita enyu muchida rangu? Ngatitambe tese zvakanaka Inga muri vamwe vangu Handina godo ini, handina wandinovenga Nemunhu handina daka saka warwadziwa nei? Une pamuromo kutsvaga zvese zvandinoita But kwauri zvisina basa uri kunyanyodei? Godo ini handina, wandinovenga Nemunhu handina daka saka warwadziwa nei? KuDangerzone mazuvano vari kupi? Mazuvano vari kurarama nezvipi? Zvinei newe? Pane zvese zvandinoita wakandivhurira ziso Kuratidza kusazvida unondifinyamira chiso But wangu mira ndikuchune hona ndizvo zviripo Kuzvida kana kusazvida, zvangu ndezve chipo Chakanaka chakanaka mukaka haurungwe, no Vanogona zvavanoita vapei sando Big man vaizviziva pavakati, "Bho bho" Vanhu ava chingovatipper vamire izvozvo Makasara nestaira dzakudhara makuvara Vamwe tichiyenda kuchipatara munonanga kun'anga Dangerzone tine ma-colour imi muchine mavara Hamuna kungwara muri masi- Handina godo ini, handina wandinovenga Nemunhu handina daka saka warwadziwa nei? Une pamuromo kutsvaga zvese zvandinoita But kwauri zvisina basa uri kunyanyodei? Godo ini handina, wandinovenga Nemunhu handina daka saka warwadziwa nei? KuDangerzone mazuvano vari kupi? Mazuvano vari kurarama nezvipi? Zvinei newe? Handina godo ini, handina wandinovenga Nemunhu handina daka saka warwadziwa nei? Mazuvano vari kupi? Mazuvano vari kurarama nezvipi? Zvinei newe? Godo ini handina, wandinovenga Nemunhu handina daka saka warwadziwa nei? Doctor mazuvano vari kupi? Mazuvano vari kurarama nezvipi? Zvinei newe?