Ndinomira Semukono
Freeman Hkd
4:15Happy time, happy time Happy time, happy time (Happy time, happy time) stress free, hatisi kuda refree (Happy time, happy time) CashLibs Skiri ma baby (Happy time, happy time) nhamo takumboivisita Ma-problems takumbomadhibha (Happy time, happy time) Kutso ndipe ngoma rawabika Fonera maninja Lyan akabhidha Real top Galis, kana tasvika zvatangidza howo Party wese CashLibs Baby sheka zvawakapihwa namhamha Nda-nda-nda-nda ndaku- You make me stammer ma-ma Bikini rawakapfweka rabva rati mba-mba-mba Unedi-di-di ndatanga kukakama Ndatanga kuseka pawatanga kutwerka Saka ramba uchitwerka huya kuno Babe andisi kufeka ndiwe urikusheka Mheno zvandafilla pawazunzaa chiuno HKD Boss (Happy time, happy time) nhamo takumboivisita Ma-problems takumbomadhibha (Happy time, happy time) kutso ndipe ngoma rawabika Fonera maninja Layan akabhidha howo Pareal top Galis kana tasvika zvatangidza howo Mu-party wese Cashlibs Kana une yako irimu-wallet Usingade kukwereta Wosampler bloh bloh blo Uri-real top Galis No prenop man wosampler bloh bloh blo Tatanga kuspenda zvatakashanda Fonera Tatenda Manyeruke naTawanda Bakatoro naDoncal ku-London Asi usakanganwe JMP naFantan Munhu wese istress free (Happy time, happy time) nhamo takumboivisita Ma-problems takumbomadhibha (Happy time, happy time) Kutso ndipe ngoma rawabika Fonera maninja Lyan akabhidha howo Pa-real top Galis kana tasvika zvatangidza howo Muparty wese Cashlibs Babe sheka zvawakapiwa namhamha Nda-nda-nda-nda ndaku- You make me stammer ma-ma Bikini rawakapfweka rabva rati mbamba-mba Unedi-di-di ndatanga kukakama Ndatanga kuseka pawatanga kutwerka Saka ramba uchitwerka huya kuno Babe andisi kufeka ndiwe urikusheka Mheno zvandafilla pawazunzaa chiuno HKD Boss (Happy time, happy time) nhamo takumboivisita Ma-problems takumbodhibha (Happy time, happy time) kutso ndipe ngoma rawabika Fonera maninja Layan akabhidha howo Pa-real top Galis kana tasvika zvatangidza howo Mu-party wese Cashlibs