Kumba Ndinodzoka

Kumba Ndinodzoka

Freeman Hkd & Jah Prayzah

Альбом: Trophy
Длительность: 4:03
Год: 2023
Скачать MP3

Текст песни

(Kumbandinodzoka)
Dr. Chikati, Come to the party
(Asi ndichangononoka)
Wagwizi yeah
(Kumba ndinodzoka)
HKD, Millitay Touch
(Asi ndichangononoka)
Rodney, Shami, move

Amai zvino rakutambira bhawa
Nguva yamapinza foni ndiyo yehappy hour
Mhamha zvino rakutapira bhawa
Ndikasabatika nhasi ndinouya mangwana
(Kumba ndinodzoka) ah uh
(Ndichangononoka) eh mhamha
(Kumba ndinodzoka) ah huh
(Ndichangononoka) mhamha
(Kumba ndinodzoka) musaware ndinouya
Mai vangu
(Ndichangononoka)
(Kumbandinodzoka) mhamha
(Ndichangononoka) amai

Paridzwa ngoma dzeGaffa (ndaburitsa mari
Yandandashafa)
Zvekudzoka ndobva zvafa
(kunditi ndidzoke
Kumba its a tough one)
Pazoridzwa waya dzaBa Sharo
Mhamha hamusati maona zvakadaro
Vanhu kukanda makumbo kwakadaro
Pazoplayer kechirungu Bounce Along
(Bounce Along)
Murefu apinda achidzvova
Tatenderedza ngowan' Dhanzi ranga rarova nhova
Maspeaker anga onhuwa

Amai zvino rakutapira bhawa
Team rangu rese raita waya
Mhamha zvino rakutapira bhawa
Ndikada kubuda ndonzwa kupera power

(Kumba ndinodzoka) mhaiyo
(Ndichangononoka) maiyo oh
(Kumba ndinodzoka) mhaiyo
(Ndichangononoka)mhaiyo
(Kumba ndinodzoka) mangwana
(Ndichangononoka) kana mangwana acho
(Kumba ndinodzoka) iih ihh
(Ndichangononoka) ith ith

Kumba kwacho ngakuuye kuno
Kana kwauya kuno tose togara kuno
Nguva dzacho dzamati ndibve kuno
Hadzichakwanisika mhamha
(Kwavekunaka kuno)
Vanomoneredza chiuno
Dai mauya kuno ndiri mwanawaMambo
(Ndinoshereketa mhamha ah)
(Ndinoshereketa mhamha ah)
Vanomoneredza chiuno
Dai mauya kuno ndiri mwanawaMambo
(Ndinoshereketa mhamha ah)
(Ndinoshereketa mhamha ah)

Ndine maramba doro (Ah heh ndadzokawo)
Dai mandisunga muromo
(Musafunge ndiri mwana m'paradzi)
Nichinge ndadzoka mangwana
Mondipa mutemo (Ah heh ndadzokawo)
Kana ndikadhakwa hameno
(Musafunge ndiri mwana m'paradzi)
Utetene, ute tetene mari yaMambo
Utetene, ute utetene moolah
Utetene, ute tetene mari yaMambo
Utetene, ute utetene moolah

(Kumba ndinodzoka) ah
(Ndichangononoka) eh mhamha
(Kumbandinodzoka) mhaiyo
(Ndichangononoka) mhayio
(Kumbandinodzoka)
Musaworry ndino uya kumba ini mai vangu
(Kumbandinodzoka) mhamha hiii ihhh