Vapfumi

Vapfumi

Freeman Hkd

Длительность: 2:04
Год: 2022
Скачать MP3

Текст песни

AK something is a do for a living in Mbare, Hanik, play safe HKD
Usangoti chese chawaona uno-admire
Anacho akachiwana sei tanga wazvigaya
Shanda zvako kumbira kubva kuna Messiah
Better kufa ndichi-tryer

Vacho vamunenge muchiti vapfumi
Vanenge vaine makuva asingagume ari dhaza
Wangu mira ndikuchune, nezvishoma zvaunowana mu-life yako gutsikana
Vamunoti vapfumi avo vane ma-top secrets avo avakavanza
Wangu mira ndikuchune, nezvishoma zvaunowana mu-life yako gutsikana

Wawaona vane mazimotokari wongoti zvavo
Asi hazvina kuuya nekuda kwesimba ravo
Kuti vapfume pakashanda midzi nembashito neropa vachiuraya hama dzavo
Vanodiridza dzinde rerugare nemisodzi yevamwe kuti zvavo zvifambe
Vamwe ndovanotengesera satan mweya wavakapihwa naMwari kuti vazivikanwe
Vane moyo yakaipa, patinonzwira vamwe tsitsi ivo vano-smiler
But still type yevanhu vakadai vakawanda vacho ndovanenge vane ndayi

Vamunoti vapfumi vanenge vaine makuva asingagume ari dhaza
Wangu mira ndikuchune, nezvishoma zvaunowana mu-life yako gutsikana
Vamunoti vapfumi avo vane ma-top secrets avo avakavanza
Wangu mira ndikuchune, nezvishoma zvaunowana mu-life yako gutsikana

Ende hapana chavanoshaya, hapana paunovaona vakabata shaya
Patinoti njuga dzakarema, patinochema-chema zvavo ndipo pazvinofaya
Havakudze akatisika, vanotoshamisika patoti dai Mwari matinzwa
Hameno zvavanongozviita, pavanongozviisa hobho vavakakitisa

Usangoti chese chawaona uno-admire
Anacho akachiwana sei tanga wazvigaya
Shanda zvako kumbira kubva kuna Messiah
Better kufa ndichi-tryer

Vacho vamunge muchiti vapfumi
Vanenge vaine makuva asingagume ari dhaza
Wangu mira