Personal (Feat. Nyasha David)
Holy Ten
2:41Samanyanga Sounds baby, oh, yeah, yeah (Tea) ya, ya, ya Ndengenamwa tea, tea, tea So ndovunduka chii, chii, chii Magz (yei, yeah) Uri ku-assumer, kuti inini ndirikusakura Ndine ma-hoes, wanguka Undikwanirewo, nyatsokwana Uriku-assumer kuti ndini ndiri kushanduka Iii, zvakaoma, mashura Undikwanirewo, nyatsokwana Uri ku-assumer, kuti ini ndirikusakura Ndine ma-hoes, wanguka Undikwanirewo, nyatsokwana Uriku-assumer kuti ndini ndiri kushanduka Iii, zvakaoma, mashura Undikwanirewo, nyatsokwana (yeah, yeah, yeah) Pressure (manje) pressure (manje) Unenge une pressure Pressure (manje) pressure (manje) Unotoshaya, nei shaa? Pressure (pressure) pressure (pressure) Chirega zvekupinda mu-denial Phone yako ndini ndanga ndinayo Pane zvandakaona Uri ku-assumer, kuti ini ndiri kutambura Kuti ndiri broke, wanguka Chibudaka mumota uda kundinzwa Uda kudiiko Ronaldinho? Hazviko ndandichiona Phone yako ndini ndanga ndinayo Pane zvandakaona Kamushekero kacho pama-dance Uda kutipinza pama-one Uchiyedza kundinyepera, iwe uchi-deleter ma-chats Aiwa mudiwa ndinosekwa, asi goridhe ndinochera Haungavatize vanoteera Haunga-consider kwandoswera Uriku-assumer kuti ini ndiri ku-assumer Asi kutendeka hauna Unonditambudza wanguda Uchandichembedza, uchandiremedza Asi mudiwa hazvisi necessary, 'cause Phone yako ndini ndanga ndinayo Pane zvandakaona