Nyaya

Nyaya

Justin Woodlake

Альбом: Nyaya
Длительность: 1:48
Год: 2025
Скачать MP3

Текст песни

Ndauya kuzokupirai nyaya
Ndauya kuzokupirai nyaya
Ndauya kuzokupirai nyaya
Ndauya kuzokupirai nyaya

Ndauya kuzokusumai nyaya
Ndauya kuzokusumai nyaya
Ndauya kuzokusumai nyaya
Ndauya kuzokusumai nyaya

Pane nyaya dzangu baba
Dzandisingakwanise ku—u—dza vakandikomberedza
Ndauya kuzokusumai nyaya
Ndauya kuzokusumai nyaya

Ndauya kuzokupirai nyaya
Ndauya kuzokupirai nyaya
Ndauya kuzokupirai nyaya
Ndauya kuzokupirai nyaya

Inorwadza moyo wangu
Nyaya izere nekuchema
Ndauya kuzokupirai nyaya
Ndauya kuzokupirai nyaya

Asi imi ndimi baba
Ndimi mega munonyaradza moyo wangu
Ndauya kuzokupirai nyaya
Ndauya kuzokusumai nyaya