Madhimoni

Madhimoni

Mechanic Manyeruke And The Puritants

Альбом: The Very Best Of
Длительность: 4:35
Год: 2007
Скачать MP3

Текст песни

Kune umwe murume wainetseka nemashavi
Kune umwe murume wainetseka nemashavi
Waigara kumarinda, achizvipara muviri wake
Waigara kumarinda, achizvipara muviri wake

Kune umwe murume wainetseka nemashavi
Kune umwe murume wainetseka nemashavi

Hoiyoo (madhimoni)
Hoiyoo kumarinda (madhimoni)
Hoiyoo (madhimoni)
Hoiyoo kumarinda (madhimoni)
Hoiyoo (madhimoni)
Hoiyoo (madhimoni)

Vakamubvunza zita rake
"Ndinonzi Rigiyoni, takawanda"
Vakamubvunza zita rake
"Ndinonzi Rigiyoni, takawanda"

Hoiyoo (madhimoni)
Hoiyoo (madhimoni)
Hoiyoo (madhimoni)
Hoiyoo kumarinda (madhimoni)

Kune umwe murume wainetseka nemashavi
Kune umwe murume wainetseka nemadhimoni
Waigara kumarinda, achizvipara muviri wake
Waigara kumarinda, achizvipara muviri wake

Hoiyoo (madhimoni)
Hoiyoo kumarinda (madhimoni)
Hoiyoo (madhimoni)
Hoiyoo kumarinda (madhimoni)

Kune umwe murume wainetseka nemadhimoni
Kune umwe murume wainetseka nemashavi

Jesu paakasvika pamurume uyu
Wakamubvunza kuti, "Zita rako unonzani?"
Akati, "Ndinonzi Rigiyoni, nokuti takawanda"
Akachema akati, "Jesu, mauya here mwanakomana waMwari kuzondiparadza?
Ndineyi nemi koo?"
Ipapo Jeso akadzinga mashavi aya, kuti ayende kunguruve

Madhimoni
Hoiyoo (madhimoni)
Hoiyo nerufaro (madhimoni)

Kune umwe murume wainetseka nemadhimoni
Kune umwe murume wainetseka nemashavi

Hoiyoo (madhimoni)
Hoiyo ofara (madhimoni)