Wobvira
Ngonie Kambarami
3:57Yeah man Iwe (let's talk about us) iwe Aha-a, Ngonie pon di riddim (Ngonie pon di riddim) Ehe-e MacDee, aha-a Ahaha ehe-e Tally Bee (where ya at my brother?) Aha-a, take it away (Eternity, Eternity) Aha-a kana ndisinewe baby ndotadza kurara Aha-a, handichina kana zvimwe zvandinotsvagawo sha-a Aha-a, wopfudza moyo wangu ndakagara ndaimba Aha-a iwe, chinzwa ndati baby Zvaunondiita so Zvinogara zvichindiitira bhoo Handichina kana mamwe mashoko Ekuti nditaure chinzwa, oh babe Zvaunondiita so Zvinogara zvichinditira bhoo Handichina kana mamwe mashoko Ekuti nditaure chinzwa, oh babe I can do magic ndoita mashura Abracadabra ndonaisa mvura Ndine makumbo ndoga ndinomisa nguva Une rudo runokwanisa kubata zuva A-a-h babe, ah ndati ndiwe wega Handimbokutsvaga kumwe handimbokufananidza Ndiwe chete unokwanisa kundifadza Ye-e, shaina neni Vaudze kuti mukomana wangu akasiyana nemi Anogona kuita Christmas pakati pegore (a-ha) Ivo pavanotenga mbudzi ndinotenga mombe Pavanoita zvidiki (a-ha) ndinoita zvihombe Gomo ibva apo enda apo Ndini ndozvikwanisa Ndine simba riri mubvudzi ndinenge Samson Oh ine ndifarisa Zvaunondiita so Zvinogara zvichindiitira bhoo Handichina kana mamwe mashoko Ekuti nditaure chinzwa oh babe Zvaunondiita so Zvinogara zvichindiitira bhoo Handichina kana mamwe mashoko Ekuti nditaure chinzwa oh babe (Iwe) une rudo runondifadza panyama nemweya (Iwe) watora moyo hapana kana mumwe achatamba nawo (Iwewe) iwe ndiwe, chokwadi pfungwa dzangu hadzifunge mumwe Uri pedyo pfungwa dzangu dzozorora Uri kure moyo wangu wotevera (Iwewe) iwe ndiwe Chokwadi pfungwa dzangu hadzifunge mumwe Zvaunondiita so (Eternity, Eternity) oh, oh (Mamwe mashoko), iwe (oh) iwe (Zvaunondiita so) zvaunondiita Zvaunondiita so Zvinogara zvichindiitira bhoo Handichina kana mamwe mashoko Ekuti nditaure chinzwa oh babe Zvaunondiita so (zvaunondiita so) Zvinogara zvichindiitira bhoo Handichina kana mamwe mashoko (mamwe mashoko) Ekuti nditaure chinzwa oh babe Aha-a, oh, whoa Aha-a, oh, whoa Aha-a, oh, whoa Aha-a, oh, whoa