Zvamazuva Ano

Zvamazuva Ano

Nicholas Zacharia

Альбом: Chikumbiro
Длительность: 6:13
Год: 2014
Скачать MP3

Текст песни

Hupenyu hwemazuva ano hunoda kungwara
Tsamirawo mumwe wako

Hupenyu hwemazuva ano hunoda kungwara
Tsamirawo mumwe wako

Zvinhu zvemazuva ano zvakaoma
Wotozemberawo mumwe wako
Zvinhu zvemazuva ano zvakaoma
Wotozemberawo mumwe wako

Vanoseka sekai zvenyu
Feya-feya haumbopona
Vanoseka sekai zvenyu
Feya-feya haumbopona
Hatirevi kuba kwete

Ndaimboti vakafunda ndivo vachapfuma
Hama dzangu zvakaoma
Ndaimboti vakafunda ndivo vachapfuma
Hama dzangu zvakaoma

Tsoro haina fundo
Inoda kufunga, kufungisisa chete, chete
Tsoro haina fundo
Inoda kufunga, kufungisisa chete, chete

Ndaimboti vakafunda ndivo vachapfuma
Hama dzangu zvakaoma
Ndaimboti vakafunda ndivo vachapfuma
Hama dzangu zvakaoma
Tsoro haina fundo