Hatida Hondo
Oliver Mtukudzi
5:41Munemi nangarai mune dj Munemi nangarai mune dj (shanda mwanangu shanda nesimba) Munemi nangarai mune dj honai Nemi nangarai mune dj (shanda mwanangu shanda nesimba) Wendi nangara iwe une dj seiko Wendi nangara une dj (shanda mwanangu shanda nesimba) Kwenyu kumishando ndinoswika Andiseki (andiseke) Ndino remekedza wani (shanda) Ndoshandira mhuri yangu Ndoshandira mhuri yangu varume Ndoshandira kurarama Ndoshandira kurarama vakomana Basa rangu kufara Basa rangu kutamba varume Basa rangu kuyimba Basa rangu kufadza iwewe Nemi ndingarambe dj (shanda mwanangu shanda nesimba) Ndoshandira mhuri yangu Ndoshandira mhuri yangu varume Ndoshandira kurarama Ndoshandira kurarama vasikana Basa rangu kufara Basa rangu kutamba varume Basa rangu kuyimba Basa rangu kushanda iwewe Nemi ndingarambe dj (shanda mwanangu shanda nesimba) Nemi ndingarambe dj (shanda mwanangu shanda nesimba) Nemi ndingarambe dj (shanda mwanangu shanda nesimba) Kwenyu kumishando ndinoswika Andiseki (andiseke) Ndino remekedza wani (shanda) Ndoshandira mhuri yangu Ndoshandira mhuri yangu varume Ndoshandira kurarama Ndoshandira kurarama vakomana Basa rangu kufara Basa rangu kutamba varume Basa rangu kuyimba Basa rangu kufadza iwewe Nemi ndingarambe dj (shanda mwanangu shanda nesimba) Ndoshandira mhuri yangu Ndoshandira mhuri yangu varume Ndoshandira kurarama Ndoshandira kurarama vakomana Basa rangu kufara Basa rangu kutamba varume Basa rangu kuyimba Basa rangu kufadza iwewe Nemi ndingarambe dj (shanda mwanangu shanda nesimba) Nemi ndingarambe dj (shanda mwanangu shanda nesimba) Nemi ndingarambe dj (shanda mwanangu shanda nesimba) Kwenyu kumishando ndinoswika Andiseki (andiseke) Ndino remekedza wani (shanda)