Murambinda

Murambinda

Paul Mpofu

Альбом: Hits (Vol. 1)
Длительность: 6:52
Год: 2014
Скачать MP3

Текст песни

Ndakabva naye kure-kure kwaMurambinda
Kuuya Harare ndichiti ndamuwana
Ndichiti ndamuwana achandichengeta
Ndichiti ndavawana amai vepamba

Iwe shamwari yangu watanga ruchiva
Mangwana, mangwana uripamba pangu
Zuva rega-rega unouya wakapfeka
Zvipfeko zvakanaka kuti uonekere

Mira ndikuyambire shamwari yangu
Mira ndikuudze usati watambarara

Ndakabva naye kurekure kwaMurambinda
Kuuya Harare ndichiti ndamuwana
Ndichiti ndamuwana achandichengeta
Ndichiti ndavawana amai vepamba

Iwe shamwari yangu watanga ruchiva
Mangwana, mangwana uripamba pangu
Zuva rega-rega unouya wakapfeka
Zvipfeko zvakanaka kuti uonekere

Mira ndikuyambire shamwari yangu
Mira ndikuudze usati watambarara
Zvikaramba zvakadaro apa hatingazvivhike
Nokuti wangu uyo, wangu ndewangu

Wangu ukamuzembera tinoburana
Wangu usamuzembere ndapota
Wangu ukamuzembera tatosvorana
Wangu usamuzembere ndapota

Wangu ukamuzembera tinoburana
Wangu usamuzembere ndapota

Wangu ukamuzembera
Wangu usamuzembere ndapota
Wangu ukamuzembera tinoburana
Wangu usamuzembere ndapota

Wangu ukamuzembera tinoburana
Wangu usamuzembere ndapota
Wangu ukamuzembera tatosvorana
Wangu usamuzembere ndapota

Wangu ukamuzembera tinoburana
Wangu usamuzembere ndapota

Ndakabva kwaMurambinda kure-kure
Ndakabva kwaMurambinda (kure-kure)
Ndakabva kwaMurambinda (kure-kure)
Ndakabva kwaMurambinda (kure-kure)

Ndakabva kwaMurambinda (kure-kure)
Ndakabva kwaMurambinda (kure-kure)
Ndakabva kwaMurambinda (kure-kure)
Ndakabva kwaMurambinda (kure-kure)

Chikomba ndakuberekera
Chikomba ndakuberekera (murume wangu)
Chikomba ndakuberekera (vana ndevako)
Chikomba ndakuberekera (murume wangu)

Chikomba ndakuberekera (vana ndevako)
Chikomba ndakuberekera (ndatadzeiko?)
Chikomba ndakuberekera (vana ndevako)
Chikomba ndakuberekera

Ndanzwa ngoma kutapira
Huchi hunobva kuZambuko
Ndanzwa ngoma kutapira
Huchi hunobva kuZambuko (Neria)

Ndanzwa ngoma kutapira (Neria)
Huchi hunobva kuZambuko (Neria)
Ndanzwa ngoma kutapira (Neria)
Huchi hunobva kuZambuko (Neria)

Ndanzwa ngoma kutapira (Neria)
Huchi hunobva kuZambuko (Neria)
Ndanzwa ngoma kutapira (Neria)
Huchi hunobva kuZambuko

AShumba muripo here? (Paida moyo wangu) wafunga ndikubereke
(Paida moyo wangu)
Hossana uripo here? (Paida moyo wangu) wafunga ndikubereke
(Paida moyo wangu)

Kingston uripo here? (Paida moyo wangu) wafunga ndikubereke
(Paida moyo wangu)
Koo, Dhumbe uripo here? (Paida moyo wangu) wafunga ndikubereke
(Paida moyo wangu)

Koo, Clever uripo here? (Paida moyo wangu) wafunga ndikubereke
(Paida moyo wangu)
Martin uripo here? (Paida moyo wangu) wafunga ndikubereke
(Paida moyo wangu)

Paurosi uripo here? (Paida moyo wangu) wafunga ndikubereke
(Paida moyo wangu)

Ndanzwa ngoma kutapira (Neria)
Huchi hunobva kuZambuko (Neria)
Ndanzwa ngoma kutapira (Neria)
Huchi hunobva kuZambuko (Neria)

Ndanzwa ngoma kutapira (Neria)
Huchi hunobva kuZambuko (Neria)
Ndanzwa ngoma kutapira (Neria)
Huchi hunobva kuZambuko (Neria)

Ndanzwa ngoma kutapira (Neria)
Huchi hunobva -