Famba Zvakanaka

Famba Zvakanaka

Sam Mtukudzi

Альбом: Cheziya
Длительность: 5:41
Год: 2016
Скачать MP3

Текст песни

Mweya, famba zvakanaka
Mweya, famba zvakanaka
Mweya, mweya, wakanaka, aiwa famba zvakanaka
Mweya, ufambe zvakanaka
Mweya, kani wee, aiwa famba zvakanaka

Denga rinoonaka kuchema kwedu
Iwe tande nenzira takaringa kani
Famba zvakanaka
Maiwe denga rinoona kusuwa kwedu
Iwe tande nenzira takaringa kani
Ufambe zvakanaka

Ini chishuvo changu pamwana uyo
Murwendo rwake rwekudenga mambo
Afambe zvakanaka, ooo, afambe zvakanaka
Ini chishuvo changu pamwana uyo
Murwendo rwake rwekudenga mambo
Afambe zvakanaka, iwe mweya

Mweya, mweya wakanaka, aiwa famba zvakanaka
Mweya, mweya wakanaka, aiwa famba zvakanaka
Ooo, ufambe zvakanaka
Iwe mweya, mweya wakanaka, famba zvakanaka
Mweya, ufambe zvakanaka
Iwe, mweya kani weueeya, aiwa famba zvakanaka

Denga rinoonaka kuchema kwedu
Iwe tande nenzira takaringa kani
Ufambe zvakanaka, ooo, ufambe zvakanaka

Ende chishuvo changu pamwana uyo
Murwendo rwake rwekudenga mambo afambe zvakanaka
Haiwe mweya, ooo mweya, kani ewuwe aiwa famba zvakanaka
Ufambe zvakanaka
Iwe mweya, kani mweya, aiwa famba zvakanaka
Ufambe zvakanaka
Iwe Mweya, kani muweya aiwa famba zvakanaka
Iwe zvakanaka
Mweya, weooo