Mirira Mangwanani

Mirira Mangwanani

Shingisai

Альбом: Mumaoko
Длительность: 5:04
Год: 2000
Скачать MP3

Текст песни

Kana zuva rodoka
Rubatsiro rwanonoka
Woti Mwari mandisiya
Kwete

Kana mvura yonaya
Pokuwanda wapashaya
Woti Mwari mandirasa

Kuchema kungavapo, misodzi madekwani
Mufaro uchauya, mirira mangwanani
Vanochema vachidyara, vachakohwa vachifara
Mirira mangwanani

Kana zuva rodoka
Rubatsiro rwanonoka
Woti Mwari vandisiya

Kana mvura yonaya
Pokuwanda wapashaya
Woti Mwari mandirasa

Kuchema kungavapo, misodzi madekwani
Mufaro uchauya, mirira mangwanani
Vanochema vachidyara, vachakohwa vachifara
Mirira mangwanani

Mufaro uchauya
Uya mangwanani
Mufaro uchauya
Mirira mangwanani

Mirira, mirira, mirira (mufaro uchauya)
Uchauya (uya mangwanani)
Mirira mangwanani (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Mwana waMwari iwe (mufaro uchauya)
Tsungirira (uya mangwanani)
Usiku huchapera (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Jesu aripo (mufaro uchauya)
Nyengetera (uya mangwanani)
Mufaro mangwanani (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Mufaro uchauya
Uya mangwanani (uya mangwanani)
Mufaro uchauya
Mirira (mirira mangwanani)

Mirira, mirira (mufaro uchauya)
Uchauya (uya mangwanani)
Mufaro mangwanani (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Mwana waMwari iwe (mufaro uchauya)
Tsungirira (uya mangwanani)
Usiku huchapera (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Jeso aripo (mufaro uchauya)
Nyengetera (uya mangwanani)
Mufaro mangwanani (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Mwana waMwari iwe (mufaro uchauya)
Tsungirira (uya mangwanani)
Usiku huchapera (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Mwana waMwari iwe (mufaro uchauya)
Nyengetera (uya mangwanani)
Usiku huchapera (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Jesu aripo (mufaro uchauya)
Nyengetera (uya mangwanani)
Mufaro mangwanani (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Mwana waMwari iwe (mufaro uchauya)
Nyengetera (uya mangwanani)
Usiku huchapera (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Mirira, mirira (mufaro uchauya)
Uchauya (uya mangwanani)
Mirira mangwanani (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Mwana waMwari iwe (mufaro uchauya)
Tsungirira (uya mangwanani)
Mirira mangwanani (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Jeso aripo (mufaro uchauya)
Nyengetera (uya mangwanani)
Usiku huchapera (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Mwana waMwari iwe (mufaro uchauya)
Tsungirira (uya mangwanani)
Usiku huchapera (mufaro uchauya)
Mirira (mirira mangwanani)

Mwana waMwari iwe -