Maiti Hondo Yapera
Silent Killer
3:55Nah wanna dem ho Regionary irih Angel of War Ngirozi yehondo mikaire Ndini ndinema number akudiwa neruzhinji Ndini ndinema hit nji Kubaya kunge chipikiri Vanemasiriri Team yakaruza handichawanikwe pamany more Usanditsvage pamabhuza I don't play that league any more Ndini ndakalocker mastreets mugarizon Ndikupisa kupfura hondo yepa Lebanon Mikaire vaka leader marathon Ngoma ririmuropa Mubonzo mu skeleton Ridza ngoma kunge mighty singleton Nama ngoma kuita kunge uri trinerpon Hanzi wanga urikupi all along Uchitsvagwa nema babe mayellowborn Masvilla mukoma vedu vepa epaton Andy muridzo awaited clash na Carleton Zvikaitika anodonha kunge pentagon Kutaura fair anotyorwa pa microphone Sando idzo kuna flavour na ethaton Garry b pamwe chete na templeman Abisha 2bad na Jefferson Tynash and the rest of dangerous Mukuru we're anoda hunhu Ngorozi yehondo haitye chinhu Vakomana musaite chifinhu Mikaire anouraya munhu Ndini ndakalocker mastreets mugarizon Ndikupisa kupfura hondo yepa Lebanon Mikaire vaka leader marathon Ngoma ririmuropa Mubonzo mu skeleton Ridza ngoma kunge mighty singleton Nama ngoma kuita kunge uri trinerpon Hanzi wanga urikupi all along Uchitsvagwa nema babe mayellowborn Takataridza ushingi nawo ma dhiji Ndakutaura riri idi Kuti tibva tanzi vaimbi Zvechokwadi vandiona ndakumira Kunge simbi Hapana pandaimira kunge nhingi Ndosaka ndaipasa remulink Ndavapisa kusvikira vava pink Ndovataridza kuti They don't think Ndini ndakalocker mastreets mugarizon Ndikupisa kupfura hondo yepa Lebanon Mikaire vaka leader marathon Ngoma ririmuropa Mubonzo mu skeleton Ridza ngoma kunge mighty singleton Nama ngoma kuita kunge uri trinerpon Hanzi wanga urikupi all along Uchitsvagwa nema babe mayellowborn Nah wana dem ho Regionary irih Angel of War Ngirozi yehondo mikaire Ndini ndinema number akudiwa neruzhinji Ndini ndinema hit nji Kubaya kunge chipikiri Vanemasiriri Handichawanike pa many more.