Samatenga
Simon Chimbetu
8:09Sango, sango, ayowerere sango Sango, sango, ayowerere sango Sango rinorire shiri yetsoro sango Sango rinorire shiri yetsoro sango Inosheedzera vakomana hendei tose tinoona Inosheedzera vasikana hendei tose tinoona Hendei tose tinoona shiri yedendera Hendei tose tinoona shiri yedendera Dendera rinorira mwambakuyedza kumawere Dendera rinorira mwambakuyedza kumawere Sango, sango, ayowerere sango Sango, sango, ayowerere sango Sango rinorire shiri yetsoro sango Sango rinorire shiri yetsoro sango Inosheedzera vakomana hendei tose tinoona Inosheedzera vasikana hendei tose tinoona Hendei tose tinoona shiri yedendera Hendei tose tinoona shiri yedendera Dendera rinorira mwambakuyedza kumawere Dendera rinorira mwambakuyedza kumawere Dendera, iiiii Yes Dendera Sango sango, ayowerere sango Sango rinorire shiri yetsoro sango