Zimbabwe
Simon Chimbetu & Orchestra Dendera Kings
7:25Akandiomesera Caro Shure kwemwedzi miviri chete Ndave pasi pehuranda huya Akanditumire gwaro Akandiomesera Caro Shure kwemwedzi miviri chete Ndave pasi pehuranda huya Akanditumire gwaro Ndakaritambira ari masikati Nde-ndere ndendere ndotsvage pekugara Bhedhenu bhedhenu kuri petenura Ndichivavarire kurava akanaka mashoko Ndakashockiwa nawo Zvikanzi hona Sam comma Nguva yangu neyako yopesana Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa Ziva rudo rwedu rwave matongo Zvikanzi hona Sam comma Nguva yangu neyako yopesana Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah Ziva rudo rwedu rwave matongo Zvikanzi hona Sam comma I don't love you anymore Zvikanzi hona Sam comma I don't need you anymore Zvikanzi hona Sam comma Nguva yangu neyako yopesana Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah Ziva rudo rwedu rwave matongo Zvikanzi hona Sam comma Nguva yangu neyako yopesana Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah Ziva rudo rwedu rwave matongo Zvikanzi hona Sam comma I don't love you anymore Zvikanzi hona Sam comma I don't need you anymore Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah Ziva rudo rwedu rwave matongo Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah Ziva rudo rwedu rwave matongo So Why? I don't know ,#, #,##, #,# Zvikanzi hona Sam comma Nguva yangu neyako yopesana Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah Ziva rudo rwedu rwave matongo Zvikanzi hona Sam comma Nguva yangu neyako yopesana Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah Ziva rudo rwedu rwave matongo Zvikanzi hona Sam comma Nguva yangu neyako yopesana Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah Ziva rudo rwedu rwave matongo Zvikanzi hona Sam comma I don't love you anymore Zvikanzi hona Sam comma I don't need you anymore Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa-a Ziva rudo rwedu rwave matongo