Nhamo

Nhamo

Thomas Mapfumo

Альбом: Zimbabwe Mozambique
Длительность: 8:27
Год: 1987
Скачать MP3

Текст песни

Nhamo usanditevere, nhamo usanditevere
Nhamo usanditevere, nhamo usanditevere
Nhamo usanditevere, nhamo usanditevere
Nhamo usanditevere, nhamo usanditevere

Kubvira ndichimudiki, iwe uchinditevera
Kubvira ndichimudiki, iwe uchinditevera

Inga nhasi ndakura, inga nhasi ndakura
Inga nhasi ndakura, inga nhasi ndakura
Inga nhasi ndakura, inga nhasi ndakura

Ndafunga ndakusiya, ndafunga ndakusiya
Ndafunga ndakusiya, ndafunga ndakusiya
Ndafunga ndakusiya

Inga ndazvinyepera, inga ndazvinyepera

Inga ndazvinyepera, inga ndazvinyepera
Iwe uchineni, iwe uchineni
Iwe uchineni, iwe uchineni

Nhamo shamwari yedu varombo
Nhamo shamwari yedu varombo

Ho nyarara uchakunda (ho nyarara uchakunda)

Ho nyarara usambotya (ho nyarara usambotya)

Zvaunenge waona unoreva, zvaunenge waona unoreva

Hoiye ho iserevende, hoiye ho iserevende

Hoiye wondende, hoiye wondende

Hoiye ho iserevende