Dai Uri Wangu
Tocky Vibes
2:53Tele, ngrr (Soldier) hallo Nhai veduwe, veduwee kudii? Iwe, iwe, iwe, iwe, iwe, time to go around Afirwa haatariswe kumeso Moramba muchingondifungidza sezvinhu zvakaitika Zvinondirwadza moyo, zvinodzimba moyo (hee) Nhamo inhamo, amai havaroodzwi Ehe, ndatambura asi ini handichinji, handibate midzi Mwari vachandipa nekuti ndivo muridzi Zvehu-dungi, aiva madziva achave mazambuko Toyambuka, ziva, mukwasha imboko Vaiva nezenze vachareruka, ndabuka Zvavakwauri kuwarira kana kufuka Chinokura usipo imombe, munda unosakurirwa Ngoma muchingopakurirwa Hombe dzamuchanovhurirwa Munodzinzwa hadzimbode kutirikirwa Munda unosakurirwa Ngoma muchingopakurirwa Hombe dzamuchanovhurirwa Ndasvika, handina kusvikirwa Zvese unazvo asi hausisiri iwewe Wachinja wava kungoda zvendewa Ndombokurota wakandibatira museve Unoreva ani? Ndirikureva iwewe Chete munongoda zviri nyore zvema-short cut Ndokusaka uri wema-box cut Kuenda kunoromba watozvicherera rako gomba, zomba Wakazviuraira mazhetsi Wakazvidzimira magetsi Waimhanya kuita kunge Fast Jet Wakazvidzimira magetsi Chinokura usipo imombe, munda unosakurirwa Ngoma muchingopakurirwa Hombe dzamuchanovhurirwa Munodzinzwa hadzimbode kutirikirwa Munda unosakurirwa Ngoma muchingopakurirwa Hombe dzamuchanovhurirwa Ndasvika, handina kusvikirwa Sango rinopa waneta ngarichindipawo Ndaneta, ndakuda kumbopfumawo Kushanda ndinoshanda ini everyday Husiku nemasikati ma-shift ese Hmm, dai Dai ndiine mapapiro ndaiuya ndizorore, ndaiuya ndizorore Dai, dai ndiine mapapiro ndaiuya ndizorore, ndaiuya ndizorore Chinokura usipo imombe, munda unosakurirwa Ngoma muchingopakurirwa Hombe dzamuchanovhurirwa Munodzinzwa hadzimbode kutirikirwa Munda unosakurirwa Ngoma muchingopakurirwa Hombe dzamuchanovhurirwa Ndasvika, handina kusvikirwa Shelter, Sunshine, Paulinyo Kanengoni (Boss Mathumbu, Cape Town) Lucky, Kandawasvika, pari pang-pang-pang-pangu (Yo Royce) zviri, bang-bang-be Soldier