Twenty Five
Winky D
3:03Ndakatadza zvizhinji mulife Nekuda kungotarisa nhingi nanhingi Ndakapotsa mikana Oskid Nekuda kungokanda ziso rangu pananhingi But nhasi ndane confidence Handichararama life mupast tense Kwese kwandafamba vondipa ma-compliments Gafa iGafa One munhu wandobelieva ndeuyo abuda pa-mirror Nzira anondiratidza, handimusiye ndinenge chinamira Ndiro Gafa (Gafa) Haiwa rine nyasha (nyasha) Ndiro Gafa (Gafa) Ndinoriombera senge mukwasha (mkwasha) Ukangofunga hauna chaunogona Ndiyo nhanho yekutanga murwendo rwekuzviparadza Ndikangoona zvarema, ndinomira pamirror ndobva ndati, "Ichi hakuna kana anochiparadza" Ndiho hushingi hunodiwa mukurarama Haikona kumirira kusimbiswa nehama Ibva waziva kuti hope hadzina ndima, tikanotsvaga towana One munhu wandobelieva ndeuyo abuda pa-mirror Nzira anondiratidza, handimusiye ndinenge chinamira Ndiro Gafa (Gafa) Haiwa rine nyasha (nyasha) Ndiro Gafa (Gafa) Ndinoriombera senge mukwasha (mkwasha) Ndakazvarwa ndiri orijinari Hapana pandichazofa ndava chi-photocopy Ndinopenya fanike jewellery Une mapenyero ako, handingambomacope Semunhu ziva pane simba rako Kanda ziso rako pabuda musuva wako Ukada kutarisa mupureti memumwe Ndopakuzovenga abiya ako One munhu wandobelieva ndeuyo abuda pa-mirror Nzira anondiratidza, handimusiye ndinenge chinamira Ndiro Gafa (Gafa) Haiwa rine nyasha (nyasha) Ndiro Gafa (Gafa) Ndinoriombera senge mukwasha (mkwasha) Ukangofunga hauna chaunogona Ndiyo nhanho yekutanga murwendo rwekuzviparadza Ndikangoona zvarema, ndinomira pamirror ndobva ndati, "Ichi hakuna kana anochiparadza" Ndiho hushingi hunodiwa mukurarama Haikona kumirira kusimbiswa nehama Ibva waziva kuti hope hadzina ndima, tikanotsvaga towana One munhu wandobelieva ndeuyo abuda pa-mirror Nzira anondiratidza, handimusiye ndinenge chinamira Ndiro Gafa (Gafa) Haiwa rine nyasha (nyasha) Ndiro Gafa (Gafa) Ndinoriombera senge mukwasha (mkwasha) One munhu wandobelieva ndeuyo abuda pa-mirror Nzira anondiratidza, handimusiye ndinenge chinamira Ndiro Gafa (Gafa) Haiwa rine nyasha (nyasha) Ndiro Gafa (Gafa) Ndinoriombera senge mukwasha (mkwasha) Buda pa-mirror Ndinenge chinamira Gafa Nyasha Gafa Mkwasha (KeNako Muzik) Gafa kusvika ndafa (tapinda summer time) (KeNako Mu-)