Kunyengetera (Live)

Kunyengetera (Live)

Zimpraise

Длительность: 1:35
Год: 2014
Скачать MP3

Текст песни

Kunyengetera (hakuna zvinorema)
Kuna Baba hakuna (hakuna zvinorema)
Kunyengetera (hakuna zvinorema)
Kuna Baba hakuna (hakuna zvinorema)

Jobho wakanyengetera (hakuna zvinorema)
Pauro wakanyengetera (hakuna zvinorema)
He-e wakanyengetera (hakuna) he-e zvinorema
Kuna Baba hakuna (hakuna zvinorema)

Ikoko hakuna (hakuna zvinorema)
Kuna Baba hakuna (hakuna zvinorema)
Ikoko hakuna (hakuna zvinorema)
Kuna Mwari hakuna kani (hakuna zvinorema)
Kuna Baba hakuna (hakuna zvinorema)

Kunyengetera (hakuna zvinorema)
Kuna Mwari hakuna (hakuna zvinorema)
Kunyengetera (hakuna zvinorema)
Yee, yee, hey, hey (hakuna zvinorema)

Hey ikoko hakuna (hakuna zvinorema)
Ye-e hakuna kani
Kuna Baba hakuna (hakuna zvinorema)
Ikoko hakuna (hakuna zvinorema)
Hey, hey, hey, ah, ho-o, ho
(Hakuna zvinorema)