Mbiri Kunashe (Live) (Feat. Sir Benjamin Rupapa)

Mbiri Kunashe (Live) (Feat. Sir Benjamin Rupapa)

Zimpraise

Длительность: 7:14
Год: 2023
Скачать MP3

Текст песни

Mbiri kwamuri She Jesu muri kudenga
Munotonga imi nekusingaperi
Zvanaka kwatiri nekuti imimi munesu
Makatendeka imi munoshamisa Nekusingaperi
Toimba Mbiri Kunashe
Mbiri Kunashe
Mbiri Kunashe
Ndimi Munotigonera
Wakagara mbiri kunaShe
Mbiri KunaShe
Mbiri KunaShe
Ndimi munotichengeta
Uchidriver mbiri kunaShe
Mbiri kunaShe
Mbiri KunaShe
Ndimi munitigonera
Mazuva ose mbiri kunaShe