Ndinomira Semukono
Freeman Hkd
4:15Hey boy (hey boy) If you can't believe in yourself Who else is gonna believe in you? Dance ah yard before ya dance abroad Dat mi say (vhura mukova tipinde) HK (hatingarambe tiri panze) Way Too Nice Music I-I block the sky Definitely Baba vaDamian Usanete ramba uchingo-knocker door, Russo Better ritotyoka uchigogodza Ndizvo zvinoitwa pachirume Unogona kuimba ngoma hobho Pogoshaya hit song Saka Russo vhura mukova tipinde-nde Hatingarambe tiri panze Tinofanira kutamba kuti tihwinhe Zvinotangira pahwani step kuvamba journey Watta vhura mukova tipinde-nde Hatingarambe tiri panze Gara pasi unyore, tora pepa ne-pen Tinofanira kutokusvika by ginde Bollo ndine zvombo zvandakapakata Tambo yandinokakata Haife yakadambuka kunyangwe ndakwidza makata Ehe pane makakatanwa Ndizvo zvandakadanwa Kwandakabva ndini ndega ndinokuziva, handina hanganwa Vamwe vakandisetera bhomba ndikararama Handina kana kuvabvunza, handina hanya navo Handimire kushanda, ndoshanda zvangu ndega Ndinobata-bata Handi-beg munhu ndosaka ndichizvikakata Handina nungo, handina nungo Ndinoteya kwese kwese, chino nechino Russo hunza pfumo, hunza pfumo Ndoda kubaya pacho pakateyiwa musungo Saka Russo vhura mukova tipinde-nde Hatingarambe tiri panze Tinofanira kutamba kuti tihwinhe Zvinotangira pahwani step kuvamba journey Watta vhura mukova tipinde-nde Hatingarambe tiri panze Gara pasi unyore, tora pepa ne-pen Tinofanira kutokusvika by ginde Ndofanira kuitamba ibude bhobho Chandakaramba kuchiva zvevamwe negodo Vanoti handikusvike, vanoreva nhando Vanenge vanoda kusaiza mabhanjo Saka mu-life mangu wanonditi leader ndini Anenge anoda kundimanikdza handidi Pangatotsva demo pachisara mupinyi HKD Boss, doctor wemagitare ndini Saka Russo vhura mukova tipinde-nde Hatingarambe tiri panze Tinofanira kutamba kuti tihwinhe Zvinotangira pahwani step kuvamba journey Watta vhura mukova tipinde-nde Hatingarambe tiri panze Gara pasi unyore, tora pepa ne-pen Tinofanira kutokusvika by ginde Bollo ndine zvombo zvandakapakata Tambo yandinokakata Haife yakadambuka kunyangwe ndakwidza makata Ehe pane makakatanwa Ndizvo zvandakadanwa Kwandakabva ndini ndega ndinokuziva, handina hanganwa Vamwe vakandisetera bhomba ndikararama Handina kana kuvabvunza, handina hanya navo Handimire kushanda, ndoshanda zvangu ndega Ndinobata-bata Handi-beg munhu ndosaka ndichizvikakata Handina nungo, handina nungo Ndinoteya kwese kwese, chino nechino Russo hunza pfumo, hunza pfumo Ndoda kubaya pacho pakateyiwa musungo Usanete ramba uchingo-knocker door, Russo Better ritotyoka uchigogodza Ndizvo zvinoitwa pachirume Unogona kuimba ngoma hobho Pogoshaya hit song Saka Russo vhura mukova tipinde-nde Hatingarambe tiri panze Tinofanira kutamba kuti tihwinhe Zvinotangira pahwani step kuvamba journey Ko Watta vhura mukova tipinde-nde Hatingarambe tiri panze Gara pasi unyore, tora pepa ne-pen Tinofanira kutokusvika by ginde Vhura mukova tipinde Hatingarambe tiri panze Way Too Nice Music Vhura mukova tipinde Hatingarambe tiri panze