Rumbidzwai
Tocky Vibes
3:11Solid Records Yuwi, yuwi Ndandi go, go, go, go Ndakakuudzai motanga mafona titange tatawurirana Mukore uno wamuri kuona hausi wekumanikidzana Iwe, iwe zvakapera kare, kare zvekungopinzana fear (fear, fear) Bizo zita ramakutamba naro hamurizive (zive) Mukavaona vaye, vaye vaudzei vandisiye (vandisiye) Zvakapera kare, kare zvekungopinzana fear (fear) Handikwate ini! Inini ndaifamba netsoka ndakananga Mbare Hakuna akapinda nyore kumagitare DZ vanondiziva ndisinganyare Munhu wese ane struggle yake Hakuna chinhu chakawoma sekugadzira bizo (bizo) Kusvika munhu wese akukuti uyu bho, hello Zvakapera kare, kare zvekungopinzana fear (fear) Bizo zita ramakutamba naro hamurizive (zive) Mukavaona vaye, vaye vaudzei vandisiye (vandisiye) Zvakapera kare, kare zvekungopinzana fear (fear) Handikwate ini! Kudhara ikoko Vanhu ngavadzidze, mukwasha imboko Tinoremekedza madhara ikoko Asi zvamanje manje kudhara ikoko Gondongara handiziwo mwana mudoko Usadheerere kudherere, iyi ihuru yadzo Iwewe newe ndipei maruva angu, sando dzacho Kupinzana fear (fear) Bizo zita ramakutamba naro hamurizive (zive) Mukavaona vaye, vaye vaudzei vandisiye (vandisiye) Zvakapera kare, kare zvekungopinzana fear (fear) Handikwate ini! Inini ndaifamba netsoka ndakananga Mbare Hakuna akapinda nyore kumagitare DZ vanondiziva ndisinganyare Munhu wese ane struggle yake Hakuna chinhu chakawoma sekugadzira bizo (bizo) Kusvika munhu wese akukuti uyu bho, hello Zvakapera kare, kare zvekungopinzana fear (fear) Bizo zita ramakutamba naro hamurizive (zive) Mukavaona vaye, vaye vaudzei vandisiye (vandisiye) Zvakapera kare, kare zvekungopinzana fear (fear) Handikwate ini! Kudhara ikoko Vanhu ngavadzidze, mukwasha imboko Tinoremekedza madhara ikoko Asi zvamanje-manje kudhara ikoko Gondongara handiziwo mwana mudoko Usadheerere kudherere, iyi ihuru yadzo Iwewe newe ndipei maruva angu, sando dzacho Fear, fear Zita ramakutamba naro hamurizive (zive) Vaudzei vandisiye (vandisiye)