Mhai
Tocky Vibes
3:41Ga-ga Gunhill Records Ah, ah, hi-hi-hi, Coolman School of thoughts, dhara dhara (oh gash, hee) Pandairira munzeve vaiisa zvitanda Vaibvarura kungoona ndiri pa-flyer Manje ikozvino zvakushaya basa nekuti Ndini ndinorira Uchangondinzwa usingade uchida Ungave une radio kana hauna Munondizorora magetsi kusina Panongorira, ndini ndinorira Nhai maiwe chamakandizvarira Ndavashungurudza kunge chirwere chiya "Ibvapo iwe", ma-fans ovadzinga Vangonzwa ndati, "Hei", voziva ndapinda Havachina remuromo vakukakama, "Nda-nda-nda" Ndarudunura hobho ngoma, mudhadhadha Apo havazive handisati ndatanga Ndoda vakuru, idzi ipwere ndinodhama Kufa kwahuku, saka tongoti gagaga Zvavari kuimba zvakarara kuti rabada Havana mwongo, ndaona vachiri vapfanha Vaindivengera kugona zvino ndakunyanya Uchangondinzwa usingade uchida Ungave une radio kana hauna Munondizorora magetsi kusina Panongorira, ndini ndinorira Nhai maiwe chamakandizvarira Ndavashungurudza kunge chirwere chiya "Ibvapo iwe", ma-fans ovadzinga Vangonzwa ndati, "Hei", voziva ndapinda Vanondida, ndichipfuura vonditi, "Bhai-bhai Huyai padyo, sando dzenyu ndinokupai" Muri vekwangu sakani ndoti, "Don't worry" Musavhunduke ndakabata mugogani Ndimi munofara sezuva ndichishaina Huyai mudziye moto wangu kunge mushana Musabhaizwe nevanhu vasina kukwana Ndinokudai nekuti neni munodada Uchangondinzwa usingade uchida Ungave une radio kana hauna Munondizorora magetsi kusina Panongorira, ndini ndinorira Nhai maiwe chamakandizvarira Ndavashungurudza kunge chirwere chiya "Ibvapo iwe", ma-fans ovadzinga Vangonzwa ndati, "Hei", voziva ndapinda Havachina remuromo vakukakama, "Nda-nda-nda" Ndarudunura hobho ngoma, mudhadhadha Apo havazive handisati ndatanga Ndoda vakuru, idzi ipwere ndinodhama Kufa kwahuku, saka tongoti gagaga Zvavari kuimba zvakarara kuti rabada Havana mwongo, ndaona vachiri vapfanha Vaindivengera kugona zvino ndakunyanya Uchangondinzwa usingade uchida Ungave une radio kana hauna Munondizorora magetsi kusina Panongorira, ndini ndinorira Nhai maiwe chamakandizvarira Ndavashungurudza kunge chirwere chiya "Ibvapo iwe", ma-fans ovadzinga Vangonzwa ndati, "Hei", voziva ndapinda Vanondida, ndichipfuura vonditi, "Bhai-bhai Huyai padyo, sando dzenyu ndinokupai" Muri vekwangu sakani ndoti, "Don't worry" Musavhunduke ndakabata mugogani Ndimi munofara sezuva ndichishaina Huyai mudziye moto wangu kunge mushana Musabhaizwe nevanhu vasina kukwana Ndinokudai nekuti neni munodada Uchangondinzwa usingade uchida Ungave une radio kana hauna Munondizorora magetsi kusina Panongorira, ndini ndinorira Nhai maiwe chamakandizvarira Ndavashungurudza kunge chirwere chiya "Ibvapo iwe", ma-fans ovadzinga Vangonzwa ndati, "Hei", voziva ndapinda Hee, PTK, hoo, na-na-na Hee, Tocky Vibes hee, Murugare eh Usingade uchida