Ndini Ndinorira
Tocky Vibes
3:42Tele, halo bangu, bangu, bangu, ngiri Iwe, iwe, iwe Hallo Ndandi go round Faith, Faith, ndandi go Faith ndogokushaya sei, uchinzi Faith Iwe Faith, uyo achakuwana sei, kwahi tipei iwe Ooh, ooh kutenda kwega, usaneta Nhai veduwe, veduwe kudii? We walk by faith, not by our sight Tofamba nekutenda, kwete nekuona Handimbokuregedza wakadarika kuona Faith ndiwe wega unokwana hauna kushota Wamuwana, wamuwana unozodei? Wamuwana wamuwana ndiye zvese Handirevi kuuchira kana kuguguchira, kutenda bedzi Handina kuuchira kana kuguguchira, kutenda bedzi Chawamukira pawamukira, kutenda bedzi Kutenda, kutenda, kutenda Pora, waporeswa hako nekutenda kwako Kunda, wakundiswa hako nekutenda kwako Chenjera zvibatiso, chenjera kubatwa kumeso Saka tichiti kutenda kwega, tenda zvega We walk by faith, not by our sight Tofamba nekutenda, kwete nekuona Handimbokuregedza, vakadarika kuona Faith ndiwe wega unokwana hauna kushota Faith, ndigokushaya sei uchinzi Faith Iwe Faith, uyo achakuwana sei Kwahi tipei iwe Ooh, ooh kutenda kwega, usaneta Nhai veduwe, veduwe kudii? Wamuwana, wamuwana unozodei? Wamuwana, wamuwana ndiye zvese We walk by faith, not by our sight Tofamba nekutenda, kwete nekuona Handimbokuregedza, wakadarika kuona Faith ndiwe wega unokwana hauna kushota Wamuwana, wamuwana unozodei? Wamuwana, wamuwana ndiye zvese Handirevi kuuchira kana kuguguchira, kutenda bedzi Handina kuuchira kana kuguguchira, kutenda bedzi Chawamukira pawamukira, kutenda bedzi Kutenda, kutenda, kutenda Pora, waporeswa hako nekutenda kwako Kunda, wakundiswa hako nekutenda kwako Chenjera zvibatiso, chenjera kubatwa kumeso Saka ndichiti kutenda kwega, tenda zvega