Usakande Mapfumo Pasi
Tocky Vibes
3:31My lady, lady My baby, baby, aha Soja! Soja! I'm getting high Watch the time fly Umboripi nhai? Ndatokusuwa Vimbai Umbori pai? Umbori nani? Ndine majerasi, ungamiswa naSilas Wakazoti kudiiko nenyaya yangu? (Iye, iye) Ukati ndodii kuti uve wangu? Tipinde mumambure Wakazoti kudiiko nenyaya yangu? (Iye, iye) Ukati ndodii kuti uve wangu? Tipinde mumambure Uchingonditi unoda time, time, time Vana toita rinhi tachembera? Time time, time time Uri wekungoti pamusasa, pamunhondo (nhondo, nhondo) Ndichakamira muchitondo (tondo, tondo) Pamusasa, pamunhondo (nhondo, nhondo) Handichada kumirira bodo Asi ihondo mumoyo Uri kungotsika-tsika asi ndaona une tsika Kumba dai wasvika kuzoona mhamha, usavhika Njere ndingarasika, kutobhabhaika Unoziva nyaya yangu Iwe ndiwe nyaya yangu Iri mudariro nyaya yangu Handirase tariro Wakazoti kudiiko nenyaya yangu? (Iye, iye) Ukati ndodii kuti uve wangu? Tipinde mumambure Wakazoti kudiiko nenyaya yangu? (Iye, iye) Ukati ndodii kuti uve wangu? Tipinde mumambure Well, well, well, well Unogona kufunga ndakastika Handina kutora mutoriro Apa kangoriwo kamutarisiro Kasangana nekamudiro Pari pang, pang, pang, pangu Ungatozogaya ndadira iwe Kangoriwo kamunakiro Wanditosvora ndine shuviro yekuva newe my baby yoh Chicken and chama Karequest kangu saka chindida tizvitangidze Yuwi, yuwi Uri mumwe wangu Bhebhi ingondida undisimbise Sevavengi vangu gara wandida tivawachise Oh yeah Ndokupa zvese zvangu kana uchindida Munzeve undiudze Wakazoti kudiiko nenyaya yangu? (Iye, iye) Ukati ndodii kuti uve wangu? Tipinde mumambure Wakazoti kudiiko nenyaya yangu? (Iye, iye) Ukati ndodii kuti uve wangu? Tipinde mumambure Soja, soja