Let Me Go

Let Me Go

Trevor Dongo

Альбом: Let Me Go
Длительность: 4:06
Год: 2021
Скачать MP3

Текст песни

Eternity

Paivepo ini newe tichipengesana
Dzamara tisvike pakafira sarungano
Kunongedzana ini newe tichipomerana
Kudakara moyo yedu yodumbirwa

Handisi inini
Ndakaita sarudzo kuti tisiyane (tisiyane)
Ndiwe wakaenda

It wasn't me no
All l ever wanted is to love you (to love you)
Yeah, yeah

Ndinoziva, waisada kuti ini ndiende
But you gotta let me go
Ndinoziva, waisada kuti rudo rwupere
But you gotta let me go

Ndakumbira, ndisunungure
Ndiringe nzira yangu
Ndinange nzira yangu
Ndifambe nzira yangu

Ndisunungure
Ndiringe nzira yangu
Ndinange nzira yangu
(Ndifambe nzira yangu)

Ndakaedza kushingirira
Ndini ndega ndaifirira
Kuita sendichazvisungirira
But you still walked away, yeah

Ko kuti ndifare (zvakaipei?)
Ndakakupa mukana (wakaitei?)
Iyeyu wandinaye (atedzei?)
Ndisunungure, ndisunungure

Ko kuti ndifare (zvakaipei?)
Ndakakupa mukana (wakaitei?)
Iyeyu wandinaye (atadzei?)

Ndinoziva, waisada kuti ini ndiende
But you gotta let me go
Ndinoziva, waisada kuti rudo rwupere
But you gotta let me go (gotta let me go)

Ndakumbira, ndisunungure
Ndiringe nzira yangu
Ndinange nzira yangu
Ndifambe nzira yangu

Ndisunungure
Ndiringe nzira yangu
Ndinange nzira yangu
Ndifambe nzira yangu

Ndisiye ndiende
Ndinange nzira yangu
Ndinange nzira yangu

You gotta let me go
You gotta let me go
Ndinange nzira yangu
Ndinange nzira yangu

Ndisiye ndiende
Ndinange nzira yangu
Ndinange nzira yangu ini

You gotta let me go
You gotta let me go, yeah
Ndinange nzira yangu
Ndinange nzira yangu, inini

(Ndisunungure) ndisiye ndiyende (ndiringe nzira yangu)
Ndinange nzira yangu
Ndinange nzira yangu (ndifambe nzira yangu)

(Ndisunungure) you gotta let me go
You gotta let me go, oh (ndiringe nzira yangu)
Ndinange nzira yangu
Ndinange nzira yangu (ndifambe nzira yangu)

Ndinoziva, waisada kuti ini ndiende
But you gotta let me go
Ndinoziva, waisada kuti rudo rwupere
But you gotta let me go