Nanhasi

Nanhasi

Shingisai

Альбом: Tatenda Taona
Длительность: 5:01
Год: 2005
Скачать MP3

Текст песни

Kurarama kwangu kwose makandichengeta
Muhurwere nehutano muchindichengeta
Pakuwisirwa pasi, pakubaiwa neminzwa
Inyika yakatukwa
Mandichengeta

Nanhasi munongondichengeta Baba
Munongondichengeta Ishe
Handinganete kutenda
Nanhasi munongondichengeta Baba
Munongondichengeta Ishe

Nanhasi munongo ndichengeta Baba
Munongondichengeta Ishe
Handinganete kutenda
Nanhasi munongondichengeta Baba
Munongondichengeta Ishe

Nhasiwo zvandakura makandichengeta
Kana pandakatadza makandichengeta
Vazhinji vezera rangu varere kumakuva
Inyika yakatukwa, mandichengeta

Nanhasi munongo ndichengeta Baba
Munongondichengeta Ishe
Handinganete kutenda
Nanhasi munongondichengeta Baba
Munongondichengeta Ishe

Handinganete kutenda
Nanhasi munongondichengeta Baba
Munongondichengeta Ishe
Handineti kutenda
Nanhasi munongondichengeta baba
Munongondichengeta Ishe

Oh, nanhasi munongondichengeta Baba
Munongondichengeta Ishe
Handinganete kutenda
Nanhasi munongondichengeta Baba
Munongondichengeta Ishe
Handinganete kutenda

Nanhasi munongondichengeta Baba
Munongondichengeta Ishe
Handineti kutenda
Nanhasi munongondichengeta Baba
Munongondichengeta Ishe

Pandinomuka munondichengeta
Pandinoswera muchindichengeta
Pandinorara mukundichengeta
Kwandinoenda munondichengeta

Pandinogara muchindichengeta
Kwandinoshanda mukandichengeta
Panguva dzose munondichengeta
Mandichengeta

Nanhasi munongondichengeta Baba
Munongondichengeta Ishe
Handineti kutenda
Nanhasi munongondichengeta Baba
Munongondichengeta Ishe

Nanhasi munongondichengeta Baba
Munongondichengeta Ishe
Handineti kutenda
Nanhasi munongondichengeta Baba
Munongondichengeta Ishe