Zvaachakuitira

Zvaachakuitira

Shingisai

Альбом: Tatenda Taona
Длительность: 5:25
Год: 2005
Скачать MP3

Текст песни

Mhepo ikavhuvhuta
Yorova zvinyoro nyoro, kutonhorera muzuva
Usatye zvako mwanangu

Mwedzi kana wobuda
Wokwira zvinyoro nyoro, chiedza chouya murima
Usatye zvako mwanangu

Kana uchifamba muidi
Jeso parutivi aripo
Tenda Mwari nezvaakakuitira

Kana uchifamba muchokwadi
Jeso parutivi aripo
Mutendezve nezvaachakuitira

Tenda Mwari
Nezvaakakuitira mwanangu
Uwone zvaachakuitira

Vimba naJehovah
Urege kuzendamira panjere dzako
Uwone zvaachakuitira

Tenda Mwari
Nezvaakakuitira mwanangu
Uwone zvaachakuitira

(Vimba) vimba naJehovah
Urege kuzendamira panjere dzako
Uwone zvaachakuitira

Kana uchifamba muidi
Jeso parutivi aripo
Tenda Mwari nezvaakakuitira

Kana uchifamba muchokwadi
Jeso parutivi aripo
Mutendezve nezvaachakuitira

(Tenda Mwari)
(Nezvaakakuitira mwanangu)
(Uwone zvaachakuitira)

(Vimba naJehovah)
Urege kuzendamira panjere dzako
(Uwone zvaachakuitira)

(Tenda Mwari)
(Nezvaakakuitira mwanangu)
(Uwone zvaachakuitira)

(Vimba naJehovah)
Urege kuzendamira panjere dzako
(Uwone zvaachakuitira)

(Tenda Mwari)
(Nezvaakakuitira mwanangu)
(Uwone zvaachakuitira)

(Vimba naJehovah)
Urege kuzendamira panjere dzako
(Uwone zvaachakuitira)

Tenda Mwari
(Nezvaakakuitira mwanangu)
(Uwone zvaachakuitira)

(Vimba naJehovah)
Urege kuzendamira panjere dzako
(Uwone zvaachakuitira)

Uwone zvaachakuitira mwanangu
(Uwone zvaachakuitira)

Uwone zvaachakuitira mwanangu
(Uwone zvaachakuitira)

Uwone zvaachakuitira mwanangu (ha-a ha-a ha-a ha-a)
Uwone zvaachakuitira

Uwone zvaachakuitira mwanangu (ha-a ha-a ha-a)
Uwone (zvaachakuitira)