Usakande Mapfumo Pasi
Tocky Vibes
3:31Ndiri pa corner pana T-man, haundinzwi Mudiwa kani (Mount Zion Music) Ndanzwa sewanoka pa-window Ndanzwa sewaridza muridzo Ndinouya mudiwa ndouya (ndinouya) Ndinouya mudiwa ndouya (ndinouya) Ndamiswa namhamha ndipedze kusuka Ndinouya usagumbuke Ndoita mupidigori pidigo hamundigoni Koo zvangu ndezvako, iyi misodzi haasi mabori Uripo rudo rwangu rwakadzika kuita semugodhi Mati kudii, mwati mwadii? Ndinouya mudiwa ndouya (ndinouya) Ndinouya mudiwa ndouya (ndinouya) Ndamiswa namhamha ndipedze kusuka Ndinouya usagumbuke Ndichagara pedo, gara pedo, gara pedo Rwendo rwamadeko ndaiveko Imbakumba ndabhaguja murudo Ah, ah hi-hi-hi, chikudo Ndinouya mudiwa ndouya (ndinouya) Ndinouya mudiwa ndouya (ndinouya) Ndamiswa namhamha ndipedze kusuka Ndinouya usagumbuke Ndanzwa sewanoka pa-window Ndanzwa sewaridza muridzo Ndoita mupidigori pidigo hamundigoni Koo zvangu ndezvako, iyi misodzi haasi mabori Uripo rudo rwangu rwakadzika kuita semugodhi Mati kudii, mwati mwadii? Ndinouya mudiwa ndouya (ndinouya) Ndinouya mudiwa ndouya (ndinouya) Ndamiswa namhamha ndipedze kusuka Ndinouya usagumbuke Ndinouya mudiwa ndouya (ndinouya) Ndinouya mudiwa ndouya (ndinouya) Ndamiswa namhamha ndipedze kusuka Ndinouya usagumbuke